Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uraka mukana unogadzirwa paduvo kana chikandira, panoti hove dzinogona kupinda napo asi dzisisazokwanisi kubuda.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uramu
Uramu ukama, hwekuita jee, huri pakati pemukadzi nevanin'ina nevakoma vemurume wake.
VerengaSwipe for the next word