KwaunobvaDuramazwiUurabvurabvu

Duramazwi · zita

urabvurabvu

Zvinoreva

Aya marara akaita mafufu kana zvipenga zvitete zvinosara zvakamwararika panenge pavezwa kana kupwanywa chinhu chakaoma senge muti.

1

Aya marara akaita mafufu kana zvipenga zvitete zvinosara zvakamwararika panenge pavezwa kana kupwanywa chinhu chakaoma senge muti.

Kudzengenesa chinhu kuchipwanya zvokuti chinosara chaputika kana kuita urabvurabvu.

Kudzengeneka kupwanyika kwechinhu kusara chakuyika kana kuita urabvurabvu.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uragu

Uragu inzvimbo inoti vafudzi ven'ombe vanosangana vachirovanidza zvipfuyo zvavo vachimbozorora.

Verenga

Swipe for the next word