KwaunobvaDuramazwiCcharavanda

Duramazwi · zita

charavanda

Zvinoreva

Uyu mukaka mumbishi kana wakakora unomwiwa kana kudyiwa vanhu vapedza kusvusvura.

Kana vanhu vakati charavanda vanenge vakaungana vari panzvimbo imwe chete, kazhinji vakagara.

1

Kana mhuka dzakati charavanda dzinenge dzichifura dziri pamwe chete dzakawanda.

2

3

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chari

Chari mucheka wakarukwa neshinda dzakakora, unoshansiswa kuputira vana vadiki kuti vasapindwa nechando, kana kufukidza mapendekete emadzimai kana kumonera muchiuno.

Verenga

Swipe for the next word