KwaunobvaDuramazwiCcharira

Duramazwi

charira

Zvinoreva

Ruzha rwemvura inoteuka.

1

Ruzha rwemvura inoteuka.

Kana chinhu charira kuti pobvo chinenge chawira mumvura, sezvinoita dombo rakandwa.

Kuti pwaka kutsika chimwe chinhu, kazhinji kacho chichibva charira kuita ruzha rwunonzi-kwa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chasina

Chasina kakova kadiki kanongoerera kuchangopedza kunaya chete.

Verenga

Swipe for the next word