Duramazwi · zita
chata
charter
Duramazwi · zita
charter
Kuti chata kurara hope dzinotapira. Ukanzwa nzeve haungadziti chata hope.
Chata ibepa rinonyorwa nehurumende yenyika ichipa munhu kana chipoka chevanhu simba rokutora kana kushandisa chimwe chinhu.

Paichata Bangajena, vanhu vakanga vakaita _muwararira_ muchivanze chechechi.

Duramazwi
01 / 03chatadza
Kuchatadza kuenda kundovhima vanhu vachipedza mazuva akawanda vachirara mudondo.
VerengaSwipe for the next word