KwaunobvaDuramazwiCchatadza

Duramazwi

chatadza

Zvinoreva

Kuchatadza kuenda kundovhima vanhu vachipedza mazuva akawanda vachirara mudondo.

1

Kuchatadza kuenda kundovhima vanhu vachipedza mazuva akawanda vachirara mudondo.

Kurengendudza kuita kuti chinhu chirembuke chobva chatadza kunyatsomira zvakanaka.

Kuuraya kukanganisa mashandiro echimwe chinhu, chobva chatadza kushanda zvakanaka.

Kana chinhu chichinzi chataira chinenge chatadza kukwana kana kusvika pachine-nge chichitarisirwa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chatadzisa

Kuchatadzisa kukonzera kuti mumwe munhu apunzikire pasi.

Verenga

Swipe for the next word