Duramazwi
-bhema
Zvinoreva
Kuputa kukweva utsi hwefodya nomuromo.
Kuputa kurwa kwezvipuka zvinobhururuka zvichishandisa mapapiro azvo.
1
Kuputa kukweva utsi hwefodya nomuromo.
Havi chishuwo chekuda kudya, kunwa, kuputa fodya, kana kuita zvimwewo zvinofarirwa nemunhu.
Kuputa kurwa kwezvipuka zvinobhururuka zvichishandisa mapapiro azvo.
Kutora zvinodhaka kunwa kana kuputa zvinhu zvinoita kuti udhakwe.
2
Kuputa kukweva fodya nemumhuno.
3
Kuputa kurwa kwezvipuka zvinobhururuka zvichishandisa mapapiro azvo.
Havi chishuwo chekuda kudya, kunwa, kuputa fodya, kana kuita zvimwewo zvinofarirwa nemunhu.
Kuputa kurwa kwezvipuka zvinobhururuka zvichishandisa mapapiro azvo.
Kutora zvinodhaka kunwa kana kuputa zvinhu zvinoita kuti udhakwe.
Zvakafanana
-bhema
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03putana
Kuunyana.
VerengaSwipe for the next word