Duramazwi
Zvinoreva
Kupushira kuzora-zora pose pose.
1
Kupushira kuzora-zora pose pose.
Kutsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka kana pendi pamwe panhu.
Kana munhu akanzi apushira anenge akanya basa zvakanyanyisa.
Kuzora kupushira madhaka kana tsvina panzvimbo.
2
Kana munhu akanzi apushira anenge akanya basa zvakanyanyisa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03puta
Kuputa kukweva utsi hwefodya nomuromo.
VerengaSwipe for the next word