KwaunobvaDuramazwiPpuruzira

Duramazwi

puruzira

-dzvaira

Zvinoreva

Kupuruzira kufambisa-fambisa ruoko zvinyoronyoro pamuviri wemumwe munhu kana mhuka sechiratidzo cherudo kana kufarira.

1

Kupuruzira kufambisa-fambisa ruoko zvinyoronyoro pamuviri wemumwe munhu kana mhuka sechiratidzo cherudo kana kufarira.

Mapuruzira munhu anozivikanirwa kugona kunyengetedza vanhu kusvikira vamupa zvaanenge achida.

Kupuruzira kana kubata-bata chinhu nenzira yekunyarara.

Kubata-bata nhengo dzemuviri wemumwe kudzipuruzira.

Zvakafanana

-dzvaira

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

puruzvira

Kupuruzira kana kubata-bata chinhu nenzira yekunyarara.

Verenga

Swipe for the next word