KwaunobvaDuramazwiPpururudzira

Duramazwi

pururudzira

Zvinoreva

Kupururudzira munhu kumuitira kamupururu kekumukuza nokumukurudzira kuti arambe achiita zvaari kuita. Varoora vakapururudzira vamwene vaifarira muchato wegotwe ravo vachidzana zvikuru.

1

Kupururudzira muroora mutsva kumutambira mumusha.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

purutana

Kupurutana kutevedza mazano aunopiwa navamwe, nokuva nechido chekunzwa zvinovaka kubva kwavari.

Verenga

Swipe for the next word