Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pururu kubvisa mashizha akawanda parumuti nguva imwe chete uchishandisa ruoko.
1

Ishwa chipururu chinonaka chaizvo.
Kuti tupururu pfacha kungoerekana munhu asvika, zvamusingazivi kuti asvika sei.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pururudza
ululate; howl
VerengaSwipe for the next word