KwaunobvaDuramazwiPpuruka

Duramazwi

puruka

Zvinoreva

Kubhururuka kweshiri kana kupupuruka kwechinhu chakareruka.

1

Kubhururuka kweshiri kana kupupuruka kwechinhu chakareruka.

Kana bhurukwa rako richimbwera rinenge richipuruka kubva muchiuno richidzika zasi.

Kana mbeu dzichipupuruka dzinenge dzichikura nokukasika asi dzichiratidza kuti hadzina utano.

Kubhururuka kweshiri kana kupupuruka kwechinhu chakareruka.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

puruputika

Kupuruputika kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kufa.

Verenga

Swipe for the next word