Duramazwi · chiito
pururudza
ululate; howl · ululate (howl)
Duramazwi · chiito
ululate; howl · ululate (howl)
Kana vanhukadzi vachipururudza vanenge vachiita karuzha vachimhanyisa-mhanyisa rurimi mumuromo, iri nzira yekuratidza kufara kana kukurudzira chimwe chinhu.
Kana vanhukadzi vachipururudza vanenge vachiita karuzha vachimhanyisa-mhanyisa rurimi mumuromo, iri nzira yekuratidza kufara kana kukurudzira chimwe chinhu.
Ane benzi ndeane rake, kudzana unopururudza.
Ane bedzi ndeane rake kudzana anopururudza.
Duramazwi
01 / 03pururudzira
Kupururudzira munhu kumuitira kamupururu kekumukuza nokumukurudzira kuti arambe achiita zvaari kuita. Varoora vakapururudzira vamwene vaifarira muchato wegotwe ravo vachidzana zvikuru.
VerengaSwipe for the next word