KwaunobvaDuramazwiNnanda

Duramazwi · zita

nanda

finyamomananda

Zvinoreva

Nanda kupetana kweganda repahuma kunowanzoita kana munhu ane hasha dzakawanda asunga kumeso.

Nanda inamo inogadzirwa neunyunyu.

1

Kuti tananda kuzvimba kunoita chinhu chaunenge uchipakira zvinhu mukati.

Chigananda maitiro okurasa gwara riri kuteverwa nevamwe voruzhinji, wotevera rinokufadza iwe woga.

2

Zvakafanana

finyamo

Zvine chekuita

mananda

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word