Duramazwi · zita
nanazi
pineapple
Duramazwi · zita
pineapple
Nanazi muchero wakarebenuka, unotapira, une kunze kwakaomarara kwakasvibira nezvimakwandekwande zvinobaya kana wakazvibata.

Kuti nanazi nanazi kufamba zvishomashoma seusingadi.

Munanazi muti unorimwa nevanhu, wakafanana negavakava, unoberekera muchero wawo pasi.
Duramazwi
01 / 03nanazi nanazi
Kuti nanazi nanazi kufamba zvishomashoma seusingadi.
VerengaSwipe for the next word