KwaunobvaDuramazwiNnanavadza

Duramazwi

nanavadza

Zvinoreva

Kunanavadza kubatsira munhu achangobva muurwere kufamba, uchifamba naye zvishoma nezvishoma.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nanavara

Kana munhu achinanavara anenge achifamba zvishomashoma, achiteerera muviri, semunhu achangobva mukurwara.

Verenga

Swipe for the next word