Duramazwi
nanga
-gwetsa-tendeka
Duramazwi
Kunongedza kana kuendera chinhu.
Kunongedza kana kuendera chinhu.
Tadiwa akangotora beg rake kwave kudungamidzana namaimhofu vakananga kwabatakue.
Tadiwa akatanga kufamba akananga kumba kwavo apa ainge ongodzungaira semupengo.
Vakabva vananga kureceiption straight ndokuzobatsirwa kuti vawane Vamhofu.
Kana wananga kunzvimbo ndiko kwaunenge warurama uchienda.
Kunanga kunongedza chinhu chauri kuda nechombo chauri kushandisa.
Kunanga munhu kumupomedzera mhosva.
-gwetsa · -tendeka
Duramazwi
01 / 03nangana
Kutarisana.
VerengaSwipe for the next word