KwaunobvaDuramazwiNnangananga [nan'anan'a]

Duramazwi

nangananga [nan'anan'a]

Zvinoreva

Kuti nangananga nechinhu kusada kuchisiya, uchiramba uchifunga kuti maonere aunoita zvinhu ndiwo chete akanaka.

1

Kuti nangananga nechinhu kusada kuchisiya, uchiramba uchifunga kuti maonere aunoita zvinhu ndiwo chete akanaka.

Nyaya yekuramba wakati nangananga nenyaya yemudzimai wangu iyoyo, tichaburana.

2

Kana uchiramba wakati nangananga nemunhu unenge wakamumaka usingadi zvekusiyana naye, uchingoita basa rekumutsvagira mhosva.

Zvaunoramba wakati nangananga nemukadzi wemunhu, asi une chakakugara, nhai mwanangu?

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word