KwaunobvaDuramazwiNnangisa

Duramazwi

nangisa

-batidza-ringisanyangwisa

Zvinoreva

Kunangidza kuita kuti moto upfute.

Kunangisa kuita kuti chinhu chichinyatsoenda pauri kuda chaipo chaipo.

1

Kunangidza kuita kuti moto upfute.

Maitakue vakavhunduka vachimuona kwave kuti "Aaaah.......!" Ndokubva varamba vakadaro Tadiwa akatonangisa bag rake kuspair straight.

Kana wakati dingaringa unenge wakanangisa chinhu chaunoyemura kana kukoshesa.

Kunangisa kuita kuti chinhu chichinyatsoenda pauri kuda chaipo chaipo.

2

Maitakue vakavhunduka vachimuona kwave kuti "Aaaah.......!" Ndokubva varamba vakadaro Tadiwa akatonangisa bag rake kuspair straight.

Kunangisa kuita kuti chinhu chichinyatsoenda pauri kuda chaipo chaipo.

Kushuta kunangisa kamera nokutora mifananidzo yaunenge uchida.

3

Kunangisa kuita kuti chinhu chichinyatsoenda pauri kuda chaipo chaipo.

Maitakue vakavhunduka vachimuona kwave kuti "Aaaah.......!" Ndokubva varamba vakadaro Tadiwa akatonangisa bag rake kuspair straight.

Kunangisa kuita kuti chinhu chichinyatsoenda pauri kuda chaipo chaipo.

Uyu munhu ane unyanzvi hwokunangisa pakupfura.

4

Kunangisa chinhu kunyatsochitarisa.

Zvakafanana

-batidza · -ringisa

Zvine chekuita

nyangwisa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nangisika

Kana chinhu chichinangisika chinenge chichitaridzika zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word