KwaunobvaDuramazwiPpena

Duramazwi · zita

pena

penereti

Zvinoreva

Kupena kutarisisa munhu kana chinhu kuti unyatsochiona chose zvakanaka.

Pena ibhora ramunogadzikirwa kuti mumwe wenyu arove-re mugedhe akanangana nakipa chete, sechirango kune imwe timu kana mumwe wavo aita mhosho mubhokisi.

1

Takapuhwa pena nokuti akaita zvokundihaka nokumashure mubhbokisi ndava kutoda kugohwesa.

Takapuwa pena mumwe mutambi wavo abata bhora mubhokisi chaimo.

Kupena-pena kutarisa-tarisa kwese kwese uchiita sounodongorera.

2

Pena ibhora ramunogadzikirwa kuti mumwe wenyu arove-re mugedhe akanangana nakipa chete, sechirango kune imwe timu kana mumwe wavo aita mhosho mubhokisi.

Takapuwa pena mumwe mutambi wavo abata bhora mubhokisi chaimo.

Takapuhwa pena nokuti akaita zvokundihaka nokumashure mubhbokisi ndava kutoda kugohwesa.

Zvakafanana

penereti

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word