KwaunobvaDuramazwiPpenda

Duramazwi · chiito

penda

paint

Zvinoreva

Kupenda kuzora chinhu pendi kuti chisanduke ruvara.

1

Kupenda kuzora chinhu pendi kuti chisanduke ruvara.

Kana dai vaida paint yeblack nered zvakanyanya sei vasina kungopenda imba yese kubva kukitchen?.

Kana uchikanda jira unenge uchiripenda kuita rumwewo ruvara kana kuita mavara mavara.

Kapenda munhu anoita basa rokuveza nokugadzira midziyo kubva pamatanda.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

Pendeka

Pendeka izita rinoshandiswa kureva chero munhu-kadzi ane tsika dzakareruka kana kuti dzechipfambi.

Verenga

Swipe for the next word