KwaunobvaDuramazwiNnongedza

Duramazwi

nongedza

-ratidza-rakidza

Zvinoreva

Kana munhu achinongedza anenge akatambanudza munwe wake, wakananga kune chinhu chaari kuda kuti chionekwe.

1

Kana munhu achinongedza anenge akatambanudza munwe wake, wakananga kune chinhu chaari kuda kuti chionekwe.

Vakanongedza kune gomo tikariona.

Kunanga kunongedza chinhu chauri kuda nechombo chauri kushandisa.

Zvakafanana

-ratidza · -rakidza

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nongedzera

Kunongedzera kuratidza munhu chimwe chinhu wakatendeka nemunwe.

Verenga

Swipe for the next word