KwaunobvaDuramazwiNnonga

Duramazwi

nonga

-tonha-tonhera

Zvinoreva

Kutora uchisimudza.

1

Kutora uchisimudza.

Takanonga-nonga chibage muminda yose tikazadza ngoro.

Kunonga-nonga munhu kumutuka pamberi pevanhu uchibudisa zvakaipa pamusoro pake.

Kunonga-nonga kutsvagurudza zvinhu panenge paine tushomanana.

2

Kunonga kusimudza chinhu chiri pasi, mushure mekunge chadonha kana kuraswa nemumwe munhu.

3

Kunonga kutora imwe mari pane yezvirango kunoitwa nomusikana pakuroorwa kuti agozotenga midziyo nezvimwewo zvemumba make.

Zvakafanana

-tonha · -tonhera

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nonga-nonga

Kunonga-nonga kutsvagurudza zvinhu panenge paine tushomanana.

Verenga

Swipe for the next word