Duramazwi
nenera
censure
Duramazwi
censure
Kunenenedzera.
Tinoshandisa nenera muchirevo kutaridza chakakonzera kuti chimwe chinhu chiitike. _Kwakaipa kwandabva, nenera maona ndauya achiri mangwanani kudai._
Kunenenedzera.
Tadiwa ainge odemba kuti dai zvake akasungisa Batakue akatogona nekuti ainge ava nenera dzei?

01 / 03nenereka
Kunenereka kumhanya zvakasimba kunokonzerwa nokutya kukuru.
VerengaSwipe for the next word