Duramazwi
Zvinoreva
Kuti nenga kuva pamusorosoro pechimwe chinhu. _Gondo rakanga rakati nenga pamusoro pebazi rakaoma._
1
Kuti nenga kuva pamusorosoro pechimwe chinhu. _Gondo rakanga rakati nenga pamusoro pebazi rakaoma._
Kuti nenga nenga kufamba uri pakakwirira, uchiratidza kutya kudonha.
Kana munhu achipwatsira chibage pasi anenga achichibwodora nokuchisiya chakarara.
Denenga ivhudzi shoma, rinosiyiwa mumusoro mushure mokunge munhu agerwa kana kusvuurwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nenga nenga
Kuti nenga nenga kufamba uri pakakwirira, uchiratidza kutya kudonha.
VerengaSwipe for the next word