KwaunobvaDuramazwiNnenge

Duramazwi

nenge

Zvinoreva

Ichi chiitogama chinoratidza zvinenge zvichitora nzvimbo panguva iyoyo. Isu patinenge tichibika, varume vanenge vakangogara vachitaura nyaya.

1

Ichi chiitogama chinoratidza zvinenge zvichitora nzvimbo panguva iyoyo. Isu patinenge tichibika, varume vanenge vakangogara vachitaura nyaya.

Kana uchichisa nhumbi u-nenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.

Kana mvura iri pamwoto yava kunzwika kuti fi-i i-nenge yava kuda kuzotanga kuvira.

Heji miti nenge yakadzvarwa yakabatana ichikura ichirukana kuitira kuti iumbe ruzhowa rwemusha.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nengema

Kuti nengema kunge uri pakakwirira kana kuti wakagara pakakwirira.

Verenga

Swipe for the next word