Duramazwi
ndiko
is
ndoo-
Duramazwi
is
Iri izwi rinoshandiswa kazhinji kuratidza chikonzero chechiitiko. Wotosimbirira kukaringa muzukuru, ndiko kuti murume akude.
Iri izwi rinoshandiswa kazhinji kuratidza chikonzero chechiitiko. Wotosimbirira kukaringa muzukuru, ndiko kuti murume akude.
Aive ati anoda kuzondiintroducer kumafriends ake saka ndiko kwandaive ndakuenda.
Akaita hasha kuti kamwana aka Tadiwa kainge komutuka apa ndiko kakakonzeresa futi.
Kana Tapiwa achinge auya, muudzei kuti ndiko kwandiri." "Zvakanaka mwanangu.
ndoo-
Duramazwi
01 / 03ndikusi
Ndikusi imhando yeshiri inodya nyuchi.
VerengaSwipe for the next word