KwaunobvaDuramazwiNndimbo

Duramazwi · zita

ndimbo

Zvinoreva

Ndimbo imwe yenhengo mbiri dziri kuseri kwerurimi, dzinombozvimba kana dzai-ndwa neutachiona.

1

Ndopora rega ndimbo rara chete.

Ndimbo imwe yenhengo mbiri dziri kuseri kwerurimi, dzinombozvimba kana dzai-ndwa neutachiona.

Kana munhu achinzi ane ndimbo anenge achitadza kunyatsotaura nokuda kwetsinga dzinenge dzakabata rurimi.

2

3

Ndima zvikamu zvezvitsauko zvemu-Bhaibheri.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndimi

Ndimi mitauro yakasiyana-siyana, yemarudzi akasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word