KwaunobvaDuramazwiNndimi

Zvinoreva

Ndimi mitauro yakasiyana-siyana, yemarudzi akasiyana-siyana.

1

Ndimi mitauro yakasiyana-siyana, yemarudzi akasiyana-siyana.

Zvisinei hazvo ndakazongosiyanawo hangu nazvo ndakuti Mwari ndimi munoziva.

Kana vaizongondibvunza ivo pastor vacho ndaizongozviramba ndovaudza kuti handina kumboti ndimi ndakati munoda kufanana nemunhu wacho.

Ko zvandinenge ndashaya, ndimi aniiko?

Zvine chekuita

rurimi

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndimo

Ndimo inzvimbo yokurima mbesa.

Verenga

Swipe for the next word