Duramazwi · zita
rurimi
tongue
Duramazwi · zita
tongue
Rurimi inhengo yemuviri iri mumuromo, inogonesa munhu kuravira, kudya nekutaura.
Rurimi inhengo yemuviri iri mumuromo, inogonesa munhu kuravira, kudya nekutaura.
Ndikakukangirai nyama ini, munozviruma rurimi nokunakirwa.
Kuyananisa ndimi dzose dzinotaura rurimi rweChiShona munyaya dzezvekunyora kunobatsira kuti pave nokunyora kwemandorokwati.
Rurimi mutauro wemunhu.
Anotaura rurimi rweChiShona here kana rweChiRungu?
Duramazwi
01 / 03rurimi rwaamai
Uyu mutauro unodzidzirwa kutaura nomunhu achiri mucheche achitevedzera kubva kuvabereki vakamuzvara.
VerengaSwipe for the next word