Duramazwi · zita
ruregerero
forgiveness · redemption
Duramazwi · zita
forgiveness · redemption
Uku kunzwisisa kuti zvakutadzira munhu hazvichina mhosva.
Uku kunzwisisa kuti zvakutadzira munhu hazvichina mhosva.
Aive nemurume wake vakakumbira ruregerero ndokubva Mai mhofu vati vainge vava regerera.
Pamwe dai akavafonera achikumbira ruregerero, zvino aongovawo tsuro yekubhuku zvayo yaifamba nekuvhurwa pepeji.
Kukumbira kunogona kuva kukumbira ruregerero kana uchinge watadzira munhu.
regerero · kanganwiro
Duramazwi
01 / 03rurikidza
Kururikidza kuisa zvinhu pamusoro pezvimwe zvakagarana.
VerengaSwipe for the next word