Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti ha, anenge ari kudavira munhu waasingakudzi.
K vs. Ichi chivakashure chechiratidzi chinoshandiswa kupira chiri kuratidzwa. Havano vadzidzi vako ava.

Chiwedzerwa chechindori + dzitsi rechindori Ndi- + -baba i- + - mbudzi Ha- +- vano Nda- +- amai iii.
Kana mukanyatsozvibata ha-mubatiri matenda eutsvina.
Ichi chinhu chaunoita kana chaunobvisa kuratidza kuti ha-uchadi kuzoitazve zvawakambokanganisa.
Kana uchiti ha kune mumwe munhu, unenge uchireva kuti hauna kunzwa zvaataura, saka unoda kuti ataure zve.
K vs. Ichi chivakashure chechiratidzi chinoshandiswa kupira chiri kuratidzwa. Havano vadzidzi vako ava.
Chiwedzerwa chechindori + dzitsi rechindori Ndi- + -baba i- + - mbudzi Ha- +- vano Nda- +- amai iii.
Kana mukanyatsozvibata ha-mubatiri matenda eutsvina.
Ichi chinhu chaunoita kana chaunobvisa kuratidza kuti ha-uchadi kuzoitazve zvawakambokanganisa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03ha-a
Kana munhu achiti ha-a anenge achiganya, kuratidza kusawirirana nezvaanenge ari kuona kana kunzwa. Ha-a, ini hangu handitenderani nemutongo wapiwa nedare.
VerengaSwipe for the next word