KwaunobvaDuramazwiHha-a

Duramazwi

ha-a

Zvinoreva

Kana munhu achiti ha-a anenge achiganya, kuratidza kusawirirana nezvaanenge ari kuona kana kunzwa. Ha-a, ini hangu handitenderani nemutongo wapiwa nedare.

Kana munhu achiti ha-a anenge ari kuda kuratidza waari kutaura naye kuti atsamwa. На-а, *ndibvire apa ndisati ndakurova*.

1

Magonero anoita mwana uyu muchikoro! Ha-a, sarenda!

2

3

Izwi iri rinoshandiswa kutaridza kushatirwa.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

haa

Kuti haa kukanuka kunogona kuitwa nomunhu kazhinji kana aona zvinhu zvisingamufadzi. Paakawana imba yake yapazwa akangoti haa achibva awira pasi.

Verenga

Swipe for the next word