Duramazwi · zita
habha
harbor
Duramazwi · zita
harbor
Habha imwe yesimbi dzakabata mavhiri ebhasikoro, inova ndiyo musimboti webhasikoro rose.

Habha inzvimbo yekumahombekombe kwenyanza, ine mvura yakawanda uye ivhu rakaomarara pasi kana kuti midhuri, inomirwa nengarava nezvikepe.
Kumasabhabha kunototengwa dzimba nembozha, kwete isuwo vana Kapoto.
Habha inzvimbo yekumahombekombe kwenyanza, ine mvura yakawanda uye ivhu rakaomarara pasi kana kuti midhuri, inomirwa nengarava nezvikepe.
Duramazwi
01 / 03habhurosi
Chishandiso chekutsuka mazino (toothbrush).
VerengaSwipe for the next word