Duramazwi
Zvinoreva
Kuti haa kukanuka kunogona kuitwa nomunhu kazhinji kana aona zvinhu zvisingamufadzi. Paakawana imba yake yapazwa akangoti haa achibva awira pasi.
1
Kuti haa kukanuka kunogona kuitwa nomunhu kazhinji kana aona zvinhu zvisingamufadzi. Paakawana imba yake yapazwa akangoti haa achibva awira pasi.
BaTakue vakadzvurwa kunge nyoka yapinda mumba zvekuti haa kana ivo vega vainge vasisa kwanise kana kudii zvako.
Uyu munhu akadzikama zvokuti haa-mbotauri zvaanenge anzwa semakuwa.
Kuchokota kuwana zvinhu zvakawanda kwazvo. Gore rino ndakachokota nyimo chaizvo, zveku-ti ndikadzitengesa, haa, ndinogarika.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03haana
never
VerengaSwipe for the next word