KwaunobvaDuramazwiRregerero

Duramazwi · zita

regerero

Zvinoreva

Ruregerero.

1

Ruregerero.

Aive nemurume wake vakakumbira ruregerero ndokubva Mai mhofu vati vainge vava regerera.

Pamwe dai akavafonera achikumbira ruregerero, zvino aongovawo tsuro yekubhuku zvayo yaifamba nekuvhurwa pepeji.

Kukumbira kunogona kuva kukumbira ruregerero kana uchinge watadzira munhu.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

regererwa

Kana munhu achinzi akaregererwa anenge achiita zvisingafadzi vamwe nokuda kwekuti anenge asingachadzoreki.

Verenga

Swipe for the next word