KwaunobvaDuramazwiRregerera mwoyo

Duramazwi

regerera mwoyo

Zvinoreva

Uku kuita kwekuti munhu anenge asingakwanisi kusiya zvimwe zvinhu nokuda kwekuti anozvidisawo.

1

Uku kuita kwekuti munhu anenge asingakwanisi kusiya zvimwe zvinhu nokuda kwekuti anozvidisawo.

Kana ukaregerera mwoyo unoroora nyika yose, tione ukazvigona.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word