KwaunobvaDuramazwiRregerera maoko

Duramazwi

regerera maoko

Zvinoreva

Kana munhu akanzi akaregerera maoko anenge achigara asina shungu nezvaanenge achiita, basa rake risingabudi nemazvo.

1

Kana munhu akanzi akaregerera maoko anenge achigara asina shungu nezvaanenge achiita, basa rake risingabudi nemazvo.

Mwana uyu akaregerera maoko zvokuti zvaasunga zvinongotsvudzunyuka zvoga.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

regerera mwoyo

Uku kuita kwekuti munhu anenge asingakwanisi kusiya zvimwe zvinhu nokuda kwekuti anozvidisawo.

Verenga

Swipe for the next word