KwaunobvaDuramazwiNndimu

Duramazwi · zita

ndimu

lemon

remoni

Zvinoreva

Ndimu muchero wakaita seranjisi asi iwo uchivava.

Kuti ndimu kuparadza na nekukasika kwevanhu, mhuka kana zvinhu zvakawanda. Shiri dzakanga dziri pazviyo dzakabva dzati ndimu pakarira mugwendere.

1

Rwadzira chiveve chinoita pamazino kana munhu anyanya kudya magaka kana mandimu kana zvimwewo.

Kana munhu akati rindimu anenge adonha zvine simba. Akanzi ga nebhutsu achibva ati rindimu achiwira mugomba.

2

Zvakafanana

remoni

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndimuka

Kundumuka kupararira nekukasi ka kwemhuka, vanhu kana zvinhu zvakawanda.

Verenga

Swipe for the next word