Duramazwi01 / 03ndindeNdinde kusapera kwechinhu, sezvakaita urwere kana mvura inoramba ichinaya.Verenga→
Duramazwi02 / 03ndindindiKuti ndindindi karuzha kanonzwikwa nechekure kure kengoma, pfuti kana kunaya kwemvura.Verenga→
Duramazwi03 / 03ndindo-oKana kunze kwakati ndindo-o, kunenge kwakasviba zvekuti kana zvinhu zviri pedyo hazvioneki.Verenga→