Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ndindindi karuzha kanonzwikwa nechekure kure kengoma, pfuti kana kunaya kwemvura.
1

Kana chipfeko chichibata chinenge chichinyatsoti ndindindi nemuviri.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndindo-o
Kana kunze kwakati ndindo-o, kunenge kwakasviba zvekuti kana zvinhu zviri pedyo hazvioneki.
VerengaSwipe for the next word