Duramazwi02 / 03ndingindiraKundingindira kunzwika kweruzha rwemvura kana kwengoma kunenge kuri kure.Verenga→
Duramazwi03 / 03ndingirapasiKana munhu achinzi ane ndingirapasi anenge achigarozviona seakakosha, kana kuti akangwara kupfuura vamwe vose.Verenga→