Duramazwi
Zvinoreva
Sori inhumbi tema inopfekwa nomunhu akafirwa.
Kana uchiti sori unenge uchikumbira ruregerero kumunhu, sepaya pekuti unenge waerekana watsika kana kugumha mumwe.

Musori munhu anoongorora zviri kuita vamwe kana veimwe nyika, kuti agonoudza vakuru vake.

Kana uchiti sori kumunhu unenge uchiratidza kuti une urombo nezvaitika kwaari. Pakadonha mwana akachema, mai vake vakabva vamunyararidza vachiti, *"Sori, mwanangu"*.
Zvakafanana
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03soro-
zenith
VerengaSwipe for the next word