Duramazwi
-dongorera
Zvinoreva
Kudherera.
Kana vanhu vakasorera vanenge vakabudisa musoro napamukova kana napahwindo, vachiona zviri panze asi vasingadi kubuda.
1

2

Zvakafanana
-dongorera
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sori
Sori inhumbi tema inopfekwa nomunhu akafirwa.
VerengaSwipe for the next word