Duramazwi02 / 03tokonyaKana ukatokonya munhu kana chimwe chinhu unenge wachibaya uchishandisa chigunwe kana rumuti.Verenga→
Duramazwi03 / 03tokonya pfungwaKana chinhu chichitokonya pfungwa chinenge chichikuita kuti ufungisise zvikuru pamusoro pacho.Verenga→