KwaunobvaDuramazwiTtoitoi

Duramazwi · zita

toitoi

Zvinoreva

Toitoi kuratidzira kutsutsumwa kunoita vanhu vanenge vachifamba vakawanda vachiimba nokutomuka-tomuka kana kutogiya pasi.

1

Utoitoi kunyiminya nokuteya kwezvinhu zvakaita sezuva, nyeredzi kana magetsi.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word