Duramazwi
Zvinoreva
Kutogoka kupfumbuka kunoita utsi huchikwira mudenga.
1
Kutogoka kupfumbuka kunoita utsi huchikwira mudenga.
Takaona utsi kutogoka mudenga, tikaziva kuti pane kwapiswa nemheni.
Kutogoka kupfumbuka kunoita utsi huchikwira mudenga.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03toi
Kuti toi kuonekwa kamwe chete kwechinhu chinotaima, kazhinji chichisimuka mudenga zvakare.
VerengaSwipe for the next word