Duramazwi
Zvinoreva
Kuti toi kuonekwa kamwe chete kwechinhu chinotaima, kazhinji chichisimuka mudenga zvakare.
1

Kuti toi toi kuonekwa kunoita munhu anenge achifamba, asi iye achiri kure.
Kuti toi toi kutaima kwechinhu chinoramba chichisimuka kuenda mudenga nokudzikazve pasi.
Kuti toi kuonekwa kamwe chete kwechinhu chinotaima, kazhinji chichisimuka mudenga zvakare.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03toi toi
Kuti toi toi kutaima kwechinhu chinoramba chichisimuka kuenda mudenga nokudzikazve pasi.
VerengaSwipe for the next word