Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukatokonya munhu kana chimwe chinhu unenge wachibaya uchishandisa chigunwe kana rumuti.
1
Kana ukatokonya munhu kana chimwe chinhu unenge wachibaya uchishandisa chigunwe kana rumuti.
Kukorongonya mwoto kuukanganisa kubvira zvakanaka, nokuti unenge uchingouto-konya-tokonya.
Donongodza uchitsigira zvizere zvakatokonya munyori pamusoro peUshe zvakasunda kuti anyore nyaya yakadai.
Vananyanduri vakakwanisa kuburitsa zvinotokonya pfungwa vachishandisa ChiShona chemandorokwati.
2
Kana ukatokonya munhu unenge wamudenha.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tokonya pfungwa
Kana chinhu chichitokonya pfungwa chinenge chichikuita kuti ufungisise zvikuru pamusoro pacho.
VerengaSwipe for the next word