Duramazwi
tikinya
-tikida
Duramazwi
Kana ukarikinya chimwe chinhu unenge wachibaya nerumuti kana chimwewo chinhu.
Kana ukarikinya chimwe chinhu unenge wachibaya nerumuti kana chimwewo chinhu.
Kana uchirikinya pasi unenge uchifamba mufambo mukuru zvikuru.
*Varwi verusununguko vaitikinya pasi netsoka vachitsvaka mhandu*.
-tikida
Duramazwi
01 / 03tikishika
Kutikishika kufamba kunoita munhu ane muviri mukuru.
VerengaSwipe for the next word